Esteri 9:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Hamani mwanakomana waHamadhata, muAgagi, muvengi wavaJudha vose, akanga aronga kuparadza vaJudha uye akanga akanda puri, ndiwo mujenya, kuti vaparadzwe nokupedzwa zvachose.

Esteri 9

Esteri 9:16-29