Esteri 9:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo vaJudha vakabvumirana kuita zvavakanga vatanga, nokuita zvavakanga vanyorerwa naModhekai.

Esteri 9

Esteri 9:22-32