Esteri 9:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvichakadaro, vakasara vavaJudha vaiva munyika yamambo vakaunganawo kuti vazvidzivirire uye kuti vanunurwe kubva kuvavengi vavo. Vakauraya zviuru makumi manomwe nezvishanu asi havana kubata zvakapambwa.

Esteri 9

Esteri 9:7-26