Esteri 9:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaJudha vaiva muShushani vakaungana pamwe chete pazuva regumi namana romwedzi waAdhari, uye vakauraya mazana matatu avarume muShushani, asi havana kubata zvakapambwa.

Esteri 9

Esteri 9:14-23