Esteri 4:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Modhekai paakanzwa zvose zvakanga zvaitwa, akabvarura nguo dzake, akapfeka masaga akazvizora madota, uye akapinda muguta achiungudza neshungu kwazvo.

Esteri 4

Esteri 4:1-8