Esteri 3:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vatakuri vamatsamba vakabuda nokukasika sokurayira kwamambo, vakandozivisa chirevo panhare yeShushani. Mambo naHamani vakagara pasi kuti vanwe, asi guta reShushani rakanyonganiswa.

Esteri 3

Esteri 3:12-15