Esteri 3:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi paakanzwa kuti vanhu vaModhekai vaiva vapi akafunga zvokusauraya Modhekai chete. Panzvimbo yokuita izvi Hamani akatsvaka nzira yokuuraya vanhu vose vaModhekai, vaJudha vose vaiva muumambo hwaZekisesi.

Esteri 3

Esteri 3:1-10