Esteri 3:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hamani akati aona kuti Modhekai akanga asingamupfugamiri kana kumuremekedza, akatsamwa kwazvo.

Esteri 3

Esteri 3:3-13