Esteri 1:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Memukani akapindura pamberi pamambo namakurukota akati, “VaHosi Vhashiti vaita zvakaipa, kwete kuna mambo chete asi nokumakurukota ose nokuvanhu vose venyika dzose dzamambo Zekisesi.

Esteri 1

Esteri 1:10-21