Esteri 1:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akabvunza achiti, “Pamurayiro chii chinofanira kuitwa kuna vaHosi Vhashiti? Havana kuteerera kurayira kwaMambo Zekisesi sokuudzwa kwavaitwa navaranda.”

Esteri 1

Esteri 1:6-17