Ekisodho 8:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Asi pazuva iroro ndichatsaura nyika yeGosheni uko kunogara vanhu vangu; hakuna bute renhunzi richawanikwa ikoko kuitira kuti ugoziva kuti ini, Jehovha, ndiri munyika muno.

Ekisodho 8

Ekisodho 8:16-28