Ekisodho 8:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana usingatenderi vanhu vangu kuti vaende, ndichatumira bute renhunzi pamusoro pako napamusoro pamachinda ako, napamusoro pavanhu vako uye nomudzimba dzenyu. Dzimba dzavaIjipita dzichazara nenhunzi, uye kunyange pavhu pavamire.

Ekisodho 8

Ekisodho 8:18-29