Ekisodho 8:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Enda kuna Faro undoti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha: Rega vanhu vangu vaende, kuti vanondinamata.

2. Kana ukaramba kuti vaende, ndichatambudza nyika yako yose namatatya.

Ekisodho 8