Ekisodho 9:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Enda kuna Faro undoti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha, Mwari wavaHebheru: Rega vanhu vangu vaende, kuti vanondinamata.

Ekisodho 9

Ekisodho 9:1-10