Asi n'anga dzavaIjipita dzakaita zvimwe chetezvo nouroyi hwadzo, uye mwoyo waFaro ukava mukukutu; haana kuda kuteerera Mozisi naAroni, sezvakanga zvarehwa naJehovha.