Ekisodho 7:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hove dzaiva muna Nairi dzakafa, uye rwizi rwakanhuhwa zvakaipa kwazvo zvokuti vaIjipita havana kugona kunwa mvura yarwo. Ropa rakanga riri pose pose muIjipiti.

Ekisodho 7

Ekisodho 7:20-25