Ekisodho 6:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akazivisa izvi kuvaIsraeri, asi havana kumuteerera nokuda kwokuora mwoyo kwavo uye nousungwa hune utsinye.

Ekisodho 6

Ekisodho 6:2-16