Ekisodho 6:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye ndichakuuyisai kunyika yandakapika ndakasimudza ruoko kuna Abhurahama, kuna Isaka nokuna Jakobho. Ndichaipa kwamuri senhaka yenyu. Ndini Jehovha.’ ”

Ekisodho 6

Ekisodho 6:5-15