Ekisodho 5:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vakati, “Mwari wavaHebheru akasangana nesu. Zvino tiregei tifambe rwendo rwamazuva matatu kurenje kuti tinobayira zvipiriso kuna Jehovha Mwari wedu, kuti arege kutirova namatambudziko kana nomunondo.”

Ekisodho 5

Ekisodho 5:1-8