Ekisodho 5:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Faro akati, “Jehovha ndianiko, kuti ndigomuteerera uye ndigorega vaIsraeri vachienda? Handimuzivi Jehovha iyeye uye handidi kurega vaIsraeri vachienda.”

Ekisodho 5

Ekisodho 5:1-3