Ekisodho 4:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati kwaari, “Ndianiko akapa munhu muromo? Ndianiko anomuita matsi kana mbeveve? Ndiani anomusvinudza kana kumuita bofu? Handisini here, Jehovha?

Ekisodho 4

Ekisodho 4:10-12