Ekisodho 4:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akati kuna Jehovha, “Haiwa Jehovha, handina kumbogona kutaura, kunyange nakare, kana kubva pamataura nomuranda wenyu. Ndinokakama pakutaura uye rurimi rwangu runononoka.”

Ekisodho 4

Ekisodho 4:5-20