Ekisodho 37:28-29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

28. Vakagadzira mapango omuti womuakasia uye vakafukidza negoridhe.

29. Vakagadzirawo mafuta matsvene okuzodza uye nezvinonhuwira kwazvo zvakaisvonaka, basa romuvhenganisi wezvinonhuwira.

Ekisodho 37