Ekisodho 38:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakavaka aritari yezvipiriso zvinopiswa yamatanda omuakasia, yakakwirira makubhiti matatua; yakanga yakaenzana mativi ayo mana ina makubhiti mashanub pakureba uye namakubhiti mashanu paupamhi hwayo.

Ekisodho 38

Ekisodho 38:1-5