Ekisodho 36:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakagamuchira kubva kuna Mozisi zvipo zvose zvakanga zvauya navaIsraeri kuti zvishandiswe pabasa rokuvaka imba tsvene. Uye vanhu vakaramba vachiuyisa zvipo zvokungopa mangwanani oga oga.

Ekisodho 36

Ekisodho 36:1-9