Ekisodho 36:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mozisi akadana Bhezareri naOhoriabhu uye munhu wose wounyanzvi uyo akapiwa kugona naJehovha uye akanga achida hake kuuya kuzoshanda basa.

Ekisodho 36

Ekisodho 36:1-11