Ekisodho 34:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akati aburuka muGomo reSinai aine mahwendefa maviri eChipupuriro mumaoko ake, iye akanga asingazivi kuti chiso chake chaibwinya nokuti akanga ataura naJehovha.

Ekisodho 34

Ekisodho 34:27-35