Ekisodho 34:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akanga ariko kuna Jehovha kwamazuva makumi mana nousiku makumi mana, asingadyi chingwa kana kunwa mvura. Uye akanyora pamahwendefa mashoko esungano, iyo Mirayiro Gumi.

Ekisodho 34

Ekisodho 34:21-32