Ekisodho 34:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Musapa kwandiri ropa rezvibayiro pamwe chete nechinhu chipi zvacho chine mbiriso, uye musarega chimwe chezvibayiro zvoMutambo wePasika zvichisara kusvikira mangwanani.

Ekisodho 34

Ekisodho 34:24-29