Ekisodho 34:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichadzinga ndudzi pamberi penyu uye ndichakurisa nyika yenyu, uye hakuna munhu achachiva nyika yenyu pamunokwirako katatu gore rimwe nerimwe, kuti mumire pamberi paJehovha Mwari wenyu.

Ekisodho 34

Ekisodho 34:23-30