Ekisodho 33:20-23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

20. Iye akati, “Asi haugoni kuona chiso changu, nokuti hapana munhu angandiona uye akararama.”

21. Ipapo Jehovha akati, “Pane nzvimbo iri pedyo neni paungamira padombo.

22. Panopfuura kubwinya kwangu, ndichakuisa mumukaha wedombo uye ndichakufukidza noruoko rwangu,

23. uye uchaona shure kwangu; asi chiso changu hachifaniri kuonekwa.”

Ekisodho 33