Ekisodho 34:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati kuna Mozisi, “Veza matombo maviri amahwendefa akaita sokutanga, uye ndichanyora paari mashoko akanga ari pamahwendefa okutanga, awakaputsa.

Ekisodho 34

Ekisodho 34:1-10