Ekisodho 32:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka zuva rakatevera vanhu vakamuka mangwanani vakabayira zvipiriso zvinopiswa uye vakapa zvipiriso zvokuwadzana. Shure kwaizvozvo vakagara pasi vakadya nokunwa uye vakasimuka kuti vatambe.

Ekisodho 32

Ekisodho 32:3-12