Ekisodho 32:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Aroni akati aona izvi, akavaka aritari pamberi pemhuru iya akazivisa vanhu ati, “Mangwana kuchava nomutambo kuna Jehovha.”

Ekisodho 32

Ekisodho 32:1-9