Ekisodho 29:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye kana pakava nenyama yegondohwe rokungadzwa inosara kana chingwa chipi zvacho chinosara kusvikira mangwana mangwanani muzvipise. Hazvifaniri kudyiwa, nokuti zvitsvene.

Ekisodho 29

Ekisodho 29:31-39