Ekisodho 29:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanofanira kudya zvipiriso izvi zvavakaitirwa yananiso yokugadzwa kwavo uye nokunatswa kwavo nazvo. Asi hakuna mumwe munhu anofanira kuzvidya nokuti zvitsvene.

Ekisodho 29

Ekisodho 29:24-43