Ekisodho 28:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. “Uite kuti Aroni mukoma wako pamwe chete navanakomana vake vanoti Nadhabhu naAbhihu, Ereazari naItamari vauyiswe kwandiri kubva pakati pavaIsraeri kuti vandishumire savaprista.

2. Uitire mukoma wako nguo tsvene, kuti apiwe ruremekedzo uye kukudzwa.

Ekisodho 28