Ekisodho 28:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Uite kuti Aroni mukoma wako pamwe chete navanakomana vake vanoti Nadhabhu naAbhihu, Ereazari naItamari vauyiswe kwandiri kubva pakati pavaIsraeri kuti vandishumire savaprista.

Ekisodho 28

Ekisodho 28:1-8