Ekisodho 22:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana mbavha isina kuwanikwa, muridzi wemba anofanira kumira pamberi pavatongi kuti zvionekwe kana akaisa ruoko rwake pazvinhu zvomumwe munhu.

Ekisodho 22

Ekisodho 22:3-16