Ekisodho 22:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana munhu akapa muvakidzani wake sirivha kana zvinhu kuti achengete zvichibva zvabiwa kubva mumba momuvakidzani, mbavha yacho, kana ikabatwa, inofanira kuripa zvakapetwa kaviri.

Ekisodho 22

Ekisodho 22:1-15