Ekisodho 2:24-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

24. Mwari akanzwa kugomera kwavo uye akarangarira sungano yake naAbhurahama, naIsaka uye naJakobho.

25. Saka Mwari akatarisa pamusoro pavaIsraeri uye akava nehanya navo.

Ekisodho 2