Ekisodho 1:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Faro akarayira vanhu vose akati, “Vanakomana vose vanoberekwa munofanira kuvakanda murwizi Nairi, asi murege vanasikana vose vari vapenyu.”

Ekisodho 1

Ekisodho 1:13-22