Ekisodho 2:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rimwe zuva Mozisi akura, akaenda kwakanga kuna vanhu vokwake uye akavatarira vari pabasa ravo rakaoma. Akaona muIjipita achirova muHebheru, mumwe wavanhu vokwake.

Ekisodho 2

Ekisodho 2:6-15