Ekisodho 2:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwana akati akura, akamutora akaenda naye kumwanasikana waFaro uye akava mwanakomana wake. Akamutumidza zita rokuti Mozisi, achiti, “Ndakamutora mumvura.”

Ekisodho 2

Ekisodho 2:5-16