Ekisodho 18:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jeturo, tezvara waMozisi, pamwe chete navanakomana vaMozisi nomukadzi wake, vakauya kwaari kurenje, kwaakanga akadzika musasa pedyo negomo raMwari.

Ekisodho 18

Ekisodho 18:1-14