Ekisodho 18:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye mumwe akatumidzwa kunzi Eriezeri, nokuti akati, “Mwari wababa vangu akanga ari mubatsiri wangu; akandiponesa kubva pamunondo waFaro.”

Ekisodho 18

Ekisodho 18:1-13