Ekisodho 17:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye akatumidza nzvimbo iyi kuti Masa neMeribha nokuti vaIsraeri vakakavadzana naye uye nokuti vakaedza Jehovha vachiti, “Ko, Jehovha ari pakati pedu here kana kuti kwete?”

Ekisodho 17

Ekisodho 17:1-9