Ekisodho 17:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichamira ipapo pamberi pako padombo riri paHorebhi. Urove dombo, uye mvura ichabuda pariri, kuti vanhu vanwe.” Saka Mozisi akaita izvi pamberi pavakuru vavaIsraeri.

Ekisodho 17

Ekisodho 17:1-14