Ekisodho 16:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Ndichakunayisirai chingwa chichabva kudenga. Vanhu vanofanira kubuda zuva rimwe nerimwe uye vaunganidze zvinoringana nezuva iroro. Nenzira iyoyi ndichavaedza ndigoona kana vachitevera zvandinovarayira.

Ekisodho 16

Ekisodho 16:1-5