Ekisodho 16:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaIsraeri vakati kwavari, “Dai chete takafa zvedu noruoko rwaJehovha tiri muIjipiti! Uko kwataikomba makate enyama uye tichidya zvokudya zvose zvataida, asi makatibudisa kurenje kuno kuti ungano ino yose iziye nenzara kusvikira pakufa.”

Ekisodho 16

Ekisodho 16:1-5